Lyrics of ' Kana mweya mutsvene ' by Zimpraise

On our website, we have the complete lyrics of the song Kana mweya mutsvene that you were looking for.

Kana mweya mutsvene is a song by Zimpraise whose lyrics have countless searches, so we decided it deserves its place on this website, along with many other song lyrics that internet users want to know.

If you've been searching for the lyrics of the song Kana mweya mutsvene by Zimpraise for a long time, start warming up your voice, because you won't be able to stop singing it.

Do you love the song Kana mweya mutsvene ? Can't quite understand what it says? Need the lyrics of Kana mweya mutsvene by Zimpraise? You are in the place that has the answers to your desires.

Kana Mweya mutsvene agara pamusoro pangu ndichatamba saDhavidha
Kana Mweya mutsvene agara pamusoro pangu ndichaimba saMiriam
Ndotamba-tamba ndotamba iwee
(Kana Mweya mutsvene agara pamusoro
Pangu ndichatamba) Ndichatamba saDhavhidha
Ndoimba-imba ndoimba iwee
(Kana Mweya mutsvene agara pamusoro
Pangu ndichatamba) Ndichaimba saMiriam
Ah hona heree Ah hona heree
Ah hona heree Ah hona heree
Kana mweya mtsvenee

(Kana Mweya mutsvene agara pamusoro pangu ndichatamba saDhavhidha)
Kana mweya mtsvenee hona vakomana
(Kana Mweya mutsvene agara pamusoro pangu ndichatamba saDhavhidha)
Kana mweya mtsvenee
(Kana Mweya agara pamusoro pangu ndichatamba saDhavhidha)
Ndotamba ndotamba hona, Mwari vangu vandigonera
(Ndotamba-tamba ndotamba iwee ndichatamba saDhavhidha)
Ndotamba ndotamba mkoma,, Mwari vangu vandiitira
(Ndotamba-tamba ndotamba iwee ndichatamba saDhavhidha)

Everybody
Kana mweya mtsvenee hona
Ndichaimba saMiriam (Kana Mweya
Agara pamusoro pangu ndichaimba saMiriam)
Kana mweya mtsvenee hona vakomana
Ndichaimba saMiriam (Kana Mweya
Agara pamusoro pangu ndichaimba saMiriam)
Kana mweya mtsvenee hona vakomana Ah hona, hande
(Kana Mweya agara pamusoro pangu ndichaimba saMiriam)
Ndoimba ndoimba mkoma
(Ndoimba-imba ndoimba iwee ndichaimba saMiriam)
Ndoimba ndoimba hona
Mwari vangu
Munondiitira (Ndoimba-imba ndoimba iwee ndichaimba saMiriam)
Ndoimba ndoimba mkoma,, Mwari vngu vandigonera
Hande tioone (Ndoimba-imba ndoimba iwee ndichaimba saMiriam)

Hande tionee,, eeh eh
Hande tionee,, eeh eh
Vana vaPharoah vamunoona avaa,, shuwa hamuchazovaone zvee
Vaida kuti tiparadzwe, así ndivo vaparadzwa nemvura wani
Vaida kuti ndinyadziswe, así ndivo vanyadziswa
Vaida kuti ndipusiswe, así ndivo vapusiswaa
Ndotamba ndotamba mkoma
(Ndotamba-tamba ndotamba iwee ndichatamba saDhavhidha)
Ndotamba ndotamba mkoma
Mwari vangu
Vandikundisa (Ndotamba-tamba ndotamba iwee ndichatamba saDhavhidha)
Ndotamba ndotamba mkoma Mwari vangu hande tionee
(Ndotamba-tamba ndotamba iwee ndichatamba saDhavhidha)

Hande tione vakomana
Huya apa huya apa
Nchataamba saDhavhidha (Ndoiimba saMiriam)
Nchataamba saDhavhidha (Ndoiimba saMiriam)
Nchataamba saDhavhidha (Ndoiimba saMiriam)
Nchataamba saDhavhidha (Ndoiimba saMiriam)
Hoo nchatamba ini
Hee nchaimba ini (Nchataamba saDhavhidha (Ndoiimba saMiriam)
Hoo nchatamba ini
Hee ndchatamba ini (Nchataamba saDhavhidha (Ndoiimba saMiriam)
Hona tamba tamba tamba mkoma, Hee nchaiimba
Maoko (Nchataamba saDhavhidha) (Ndoiimba saMiriam)
Hoo nchatamba,, (Nchataamba saDhavhidha) (Iye yee, Ndoiimba saMiriam)
Hoo nchatamba,, Maoko maoko Hee nchaii, munhu wese
(Nchataamba saDhavhidh) a (Iye iyee, Ndoiimba saMiriam)

Hoo nchatamba
Hee nchaiimba ini (Nchataamba)
SaDhavhidha (Iye iyee, Ndoiimba saMiriam)
Hona tamba tamba tamba mkoma, tamba tamba
Hee nchaiimba (Nchataamba saDhavhidha) (Ndoiimba saMiriam)
Hoo nchatamba,, Hee nchaii
(Nchataamba saDhavhidha) (Iye iyee, Ndoiimba saMiriam)
Hoo nchataa
Hee nchaiimba ini (Nchataamba)
SaDhavhidha (Iye iyee, Ndoiimba saMiriam)
Hona tamba tamba tamba mkoma Hee nchaiimba
(Nchataamba saDhavhidha) (Iye iyee, Ndoiimba saMiriam)
Munhu wese ngatimboimba
(Nchataamba saDhavhidha) (Iye iyee, Ndoiimba saMiriam)
Everybody, (Nchataamba saDhavhidha) (Iye iyee, Ndoiimba saMiriam)
Hoo nchatamba ini
Hee nchaiimba (Nchataamba saDhavhidha) (Iye iyee, Ndoiimba saMiriam)

Hona tamba tamba tamba mkoma
(Nchataamba saDhavhidha) (Iye iye Ndoiimba saMiriam)

Applause (Nchataamba saDhavhidha) (Iye iye Ndoiimba saMiriam)
(Nchataamba saDhavhidha) (Iye iye Ndoiimba saMiriam)
(Nchataamba saDhavhidha) (Iye iye Ndoiimba saMiriam)
(Nchataamba saDhavhidha) (Iye iye Ndoiimba saMiriam)
Ululation

(Nchataamba saDhavhidha (Iye iye Ndoiimba saMiriam)

Play Escuchar " Kana mweya mutsvene " gratis en Amazon Unlimited

The most common reason to want to know the lyrics of Kana mweya mutsvene is that you really like it. Obvious, right?

Are you arguing with your partner because you understand different things when you listen to Kana mweya mutsvene ? Having the lyrics of the song Kana mweya mutsvene by Zimpraise at hand can settle many disputes, and we hope that it will.

We hope we have helped you with the lyrics of the song Kana mweya mutsvene by Zimpraise.

On this page, you have at your disposal hundreds of song lyrics, like Kana mweya mutsvene by Zimpraise.

Learn the lyrics of the songs you like, like Kana mweya mutsvene by Zimpraise, whether it's to sing them in the shower, make your covers, dedicate them to someone, or win a bet.